Akashinga irikuenderera mberi nekukurudzira madzimai vechidiki, vanoshaya kuti vave vakashinga kuchengetedza mhuka dzesango.

Munyori ndi John Cassim, muHarare, Zimbabwe Grace Nasho Zhuwakina akamira na Loice, mufananidzo uyu wakatorwa kuSongo, kuBinga neAkashinga Mumwedzi waKurume, kupembererwa kwevakadzi vanoita zvino shamisa vanobva munzvimbo dzakasiyana-siyana kunoitika pasi rose.  Muzvare Grace Nasho Zhuwakina ndemumwe wemadzimayi aya, uye mushandi we boka rinonzi Akashinga, rinoshanda nemadzimayi kuchengetedza mhuka dzesango, uye nharaunda. Grace ayigara nekushanda kuSongo, […]

Akashinga irikuenderera mberi nekukurudzira madzimai vechidiki, vanoshaya kuti vave vakashinga kuchengetedza mhuka dzesango. Read More »